Mashumba sezita
Mataridziko
Mashumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neBotswana.
- Vanhu vane zita iri: Itayi Mashumba; Simbarashe Mashumba; Lesedi Mashumba, Kombo Mashumba.
- Mazita ari pedyo: Chishumba sezita, Kashumba sezita, Shumba sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.