Chishumba sezita
Mataridziko
Chishumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Itai Chishumba; Kudakwashe Chishumba; Isaac Chishumba, Nyaradzayi Chishumba.
- Mazita ari pedyo: Mashumba sezita, Kashumba sezita, Shumba sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu inoti sumba (v. reverence; fear) kureva kuremekedza zvikuru.
- Umbundu inoti usumba (n. fear) kureva kutya. Mamwe mazwi: esumba (coward) kureva gwara.