Masere sezita
Masere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, Congo, Kinshasa neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Tendai Masere; Zivanai Masere; Khalawa Masere; Happyness Masere.
- Masere kuverengwaa kwezvinhu zvisere.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.