Maposa sezita

Kubva Wikipedia

Maposa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: James Maposa; Vimbai Maposa; Sithembiso Maposa; Batsirai Maposa.
  • Ruposwa (n. Fault) kureva mhosva.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili inoti posa (1. ask to marry (a girl), propose; woo, be a suitor). Nyanja inoti kuposa (v. excel, be better than) kuita zviri nani.
  • VaSwahili vanoti poso kuposa, kana posa (1. suit proposal of marriage, 2. wedding preparations, 3. wedding presents).
  • Digo vanoti posa (to ask a woman's parents for permission to marry) zvichireva kukumbira vabereki vemukadzi bvumo yekuroora.
  • VaHerero vanoti posa kana okuposa (to make a row; row; noisy disturbance) kureva zhowezha.
  • Herero inoti okuposa (n. altercation; noise). Mamwe mazwi: otyi-posa (n. dispute; discord; noisy scene; broil; lawsuit; controvesy).
  • Maconde inoti liposa kana maposa (n. snuff of tobacco) kureva fodya yakakuyiwa.