Manyina sezita

Kubva Wikipedia

Manyina izita revanhu rinowanikwa muSouth Sudan, Kenya neIndia.

  • Vanhu vane zita iri: Manyina Tona; Nicholas Manyina; Mzuri Manyina; Portia Manyina.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Waalii vanoti nyinii (n. 1. prong - any pointed, projecting part; 2. tine of a fork or rake).
  • Wali vanoti tari nyina; bung nyina (adj. pronged). Mamwe mazwi: woo nyinii (n. tusk).
  • VaWaalii nyina (n. teeth) kureva mazino. Mamwe mazwi: nyinii (n. tooth) kureva zino.