Makutu sezita
Mataridziko
Makutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi, South Africa neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Katlego Makutu; Francois Makutu; Justin Makutu; Lebogang Makutu.
- Mazwi ari pedyo: Mukutu sezita, Chikutu sezita; Gutu sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.