Svetuka kuchirochemo

Gutu sezita

Kubva Wikipedia

Gutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Dr. Stephen Gutu, Veronica Gutu, Dr. Stephen Takundwa Hamamaoko Gutu, Nobert Gutu, Chishamiso Gutu, David Gutu, Rudo Gutu; Rumbidzai Gutu; Kudzai Gutu; Obert Gutu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.