Svetuka kuchirochemo

Chikutu sezita

Kubva Wikipedia

Chikutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tapfuma Chikutu; Marcia Chikutu; Chikutu Banda; Ahmadi Chikutu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • MaZulu vanoti isikutu kana izikutu (n. Closeness of atmosphere). Mamwe mazwi: umkutu (n. Seclusion, place of safety).
  • MaZulu vanoti kwamkutu (adv.loc. in seclusion, in safety). Herero vanoti kuta (v. bind, tie together).
  • Herero vanoti otyikutu (n. a family, properly tie, bond). Mamwe mazwi: omukuta (n. a bundle).