Mahiya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mahiya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kuhiya (decorate excessively) zvireva kushongedza zvapfuura mwero.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLubwisi vanoti kuhiya (to cook completely), kureva kubika kusvikira zvaibvisa.
  • VaLuwanga vanoti amayia (strange or novel sayings or doings, hard to understand).