Madzinga sezita
Mataridziko
Madzinga izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tendai Madzinga; Jabulani Madzinga; Simba Madzinga; Francisca Madzinga.
- Mazwi ari pedyo: Dzingire, Madzingira, Dzingira, Madzingaidze, Madzingo, Mudzinganyama, Kadzinga sezita; kudzingiswa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili inoti mzingile (labyrinth, maze, puzzle).
- Swahili inoti mazingazinga (pl. 1. turn, revolution; rounds (of a policeman, etc.). 2. deception, misleading).
- Swahili inoti zinga (1. turn, change, veer (of wind, etc.). 2. move in a circle; (fig.) wander about aimlessly, 3. encircle, surround. 4. roll up, wind up).
- Swahili inoti zingwa (be surrounded). Mamwe mazwi: zingira. (appl. cause to encircle, surround etc). Kizingia (something that revolves or whirls).
- Nyanja inoti kudzinga (v. surround; gather in 1 place - of animals; gather into one place broad & good with water) kureva kukomberedza.
- Bavili vanoti ziingë (n. to roll up, to live, to wrap up). Zigula inoti chizingiri (n. circle of people). Chewa inoti kudzinga (v. surround).