Dzingire
Mataridziko
Dzingire izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Dzingiri ( a species of plant whose root is eaten raw).
- Mamwe mazita ari pedyo: Madzinga, Madzingira, Dzingira, Madzingaidze, Madzingo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Swahili inoti mzingile (labyrinth, maze, puzzle).Mamwe mazwi: mazingazinga (pl. 1. turn, revolution; rounds (of a policeman, etc.). 2. deception, misleading).
- Swahili inoti zinga (1. turn, change, veer (of wind, etc.). 2. move in a circle; (fig.) wander about aimlessly, 3. encircle, surround. 4. roll up, wind up).
- Swahili inoti zingwa (be surrounded). Mamwe mazwi: zingia kana zingira. (appl. cause to encircle, surround etc). Kizingia (something that revolves or whirls).
- Bavili vanoti zingilë (v. to experience, to live together). Mamwe mazwi: ziingë (n. to roll up, to live, to wrap up, to remain). Danal vanoti eziŋgire (n. psychosis).
- Zigula inoti chizingiri (n. circle of people).