Madzingo
Mataridziko
Madzingo kana Dzingo mazita anowanikwa muZimbabwe.
- Mamwe mazita ari pedyo: Madzinga, Madzingira, Dzingira, Madzingaidze, Dzingire, Dzingai, Mudzinganyama.
Mitauro yeChiBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili inoti kizingo, zingo kana mazingo (turn, twist; rotation, revolution). Mamwe mazwi: mazingiwa kana mazingo (pl. siege; blockade).
- Swahili inoti zinga (1. turn, change, veer (of wind, etc.). 2. move in a circle; (fig.) wander about aimlessly, 3. encircle, surround. 4. roll up, wind up).
- Swahili inoti zingwa (be surrounded). Mamwe mazwi: zingia kana zingira. (appl. cause to encircle, surround etc).
- Swahili inoti mazingazinga (pl. 1. turn, revolution; rounds (of a policeman, etc.). 2. deception, misleading).
- Swahili inoti mazingira kana mazingo (pl. environment, surroundings, circumstances, conditions). Chewa inoti kudzinga (v. surround).