Lusambo sezita
Mataridziko
Lusembo izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chisenga Lusembo; Francine Lusembo; Toussaint Lusembo, Robert Lusembo.
- Mazwi ari pedyo: Rusambo sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- Luganda inoti lusamba (n. a bracelet) kureva tsambo. Bemba inoti ulusambo (n. a copper bracelet) kureva tsambo.
- Umbundu vanoti olusambo (wire). Kimbundu vanoti dilunga (n. Bracelet - Hoop earrings).
- Nyiha vanoti sambo (thin bands made of the tail hairs of giraffes bound with fine iron or copper wire).
- Lingala inoti sambo (seven) kureva nomwe. VaLamba vanoti lusambo, insambo (n. brass anklet; bracelet).
- VaLozi vanoti kasambo kana tusambo pakuwanda (n. grass bracelet (mostly worn by children) kureva tsambo.