Svetuka kuchirochemo

Lopit

Kubva Wikipedia

Lopit mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Bantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lopit vanoti ciwali kana ciwara (n. flute, wind instrument, half meter pipe with four holes).
  • Lopit vanoti goro (n. jug made from gourd for water or milk) kureva jagi. Fananidzai nokuti mugoro?
  • Lopit vanoti gus (n. skin) kureva ganda. Fananidzai nokuti kugusa?
  • Lopit vanoti hitahwo kana itahwo (v.inf. honour, praise) kureva kurumbidza. Fananidzai nokuti chidawo?
  • Lopit vanoti duma (v.inf. taking, collecting).
  • Lopit vanoti farai (n. leaf) kureva shizha.
  • Lopit vanoti fere (n. spear) kureva pfumo.
  • Lopit vanoti halima (n. semen).
  • Lopit vanoti hanyimiti (n. sesame) kureva sesame.
  • Lopit vanoti hara (n. stool, chair) kureva chigaro.
  • Lopit vanoti hari (n. river) kureva rwizi.
  • Lopit vanoti hiji (middle) kureva pakati.
  • Lopit vanoti hira (v.inf. existence) kureva kurarama.
  • Lopit vanoti hiro (thing, item) kureva chiro kana chinhu.
  • Lopit vanoti hirumuta (v.inf.cont. attack) kureva kurwisa.
  • Lopit vanoti hitto (n. source, root, beginning ) kureva mavambo.
  • Lopit vanoti jani (n. broom) kureva bhurumu.
  • Lopit vanoti jore (v.inf. sadness) kureva kusuruwara.
  • Lopit vanoti jati (n. green, collected, uncooked vegetable (spinach, etc.).
  • Lopit vanoti kwan (n. body; self).
  • Lopit vanoti mana (n. farm - away from house) munda uri kure nemusha.
  • Lopit vanoti monye (n. father, owner ) kureva baba.
  • Lopit vanoti nyahuto (n. iron, metal) kureva simbi.
  • Lopit vanoti tome (n. elephant) kureva nzou.

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.