Svetuka kuchirochemo

Laro

Kubva Wikipedia

Laro, Yilaro kana Laru mutauro unowanikwa kuSudan.

  • Laro inoti ari (v. to act) kureva kuita.
  • Laro inoti dari (n. tree) kureva muti.
  • Laro inoti duru (n. dung of animal) kureva ndove.
  • Laro inoti guri (n. farm) kureva purazi.
  • Laro inoti ŋaŋa (v. to rub) kureva kukwiza.
  • Laro inoti gola (n. livestock) kureva zvipfuyo.
  • Laro inoti guwa (n. root) kureva mudzi.
  • Laro inoti ma (v. to pile) kureva kuita murwi.
  • Laro inoti uri (v. to collect) kureva kuunga.
  • Laro inoti dɛdɛ (v. to cut) kureva kucheka.
  • Laro inoti orta (v. to praise) kureva kurumbidza.
  • Laro inoti ŋàlá (v. to open up) kureva kuzaruka.
  • Laro inoti gora (n. foot) kureva tsoka.

[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/16/20/39/16203942367874641168243509949863875398/OPSL10.pdf