Kuzvarwa kweMwana

From Wikipedia
(Redirected from Kuzvarwa kwemwana)
Jump to navigation Jump to search
Matanho anoitika pakuzvarwa musoro wemwana uchibuda.

Chinyorwa chino chinotsanangura matanho anoitika pakuzvarwa kwemwana paanobuda mudumbu raAmai.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGiryama vanoti mudzi (after birth) zvichireva rusarira kana chevakuru.
  • Vatauri veKikongo vanoti mawuta (n. child birth, travail).
  • VaKikongo vanoti uta, wuta kana buta (give birth to) kureva kuzvara.
  • Mururimi rweLuganda vanoti okuzaalibwa (to be born) kureva kuzvariwa.
  • Mururimi rweKishambala vanoti kuelekwa (to be born) kureva kuberekwa.
  • Vanotaura Kizigua vanoti kupanuka (to dilate; to widen, to expand).
  • VaZigula vanoti Chigosi cha mvere chapanuka wakati wa kwereka (A woman's pubic bone widens when giving birth).