Ziuku

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuZivuku)

Ziuku or Zivuku izita remhuri inowanikwa muZimbabwe Asi vamwe vari kushanda nekugara kune dzimwe nyika kunze kwe Zimbabwe.

The Ziuku/Zivuku family name is found in Zimbabwe, but many bearers of this surname now live and work in other countries outside Zimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri vanosanganisa vanotevera Asi havasivo Vega

People with the Zivuku/ Zivuku family name include (but are not limited to) the following people: Tasara Ziuku, Sosten Ziuku, Tawanda Zivuku, Nyasha Zivuku, Johnson Zivuku, Tatenda Dzingai Zivuku, David Zivuku, Moreblessing Zivuku, Shingai Zivuku, Anesu Zivuku, Fungai Zivuku, Belinda Zivuku, Kudzai Zivuku, Naledi Zivuku, Tinotenda Lerato Zivuku, Jessina Angella Zivuku, Isaiah Zivuku, Ngwarai Ziuku, Nevison Ziuku, Thompson Ziuku, Lydia Vimbai Ziuku, Cynthia Nyengeterai Ziuku, Ngaakudzwe Zivuku, Praise Zivuku, Promise Zivuku, Alec Zivuku, Simbarashe Ziuku, Jesca Ziuku, Jane Zivuku....

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKongo vanoti vuku (n. plague, worry).
  • Vatauri veRunyankore vanoti abahuuku (slaves), kureva varanda.
  • VaTiriki vanoti khuuka (accelerate, hasten) vachireva kuchimbidzika.
  • VaLomwe vanoti muuku (n. larva).

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]