Matika sezita

From Wikipedia
(Redirected from Matika)
Jump to navigation Jump to search

Matika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Dika (Stake or sharp stick used in game-pit for hunting).
  • Dika (Wooden beetle for beating floors).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaWanga vanoti okhutika (struggle with (e.g., learning); be slow and backward; try in vain) vachireva kunetseka kuita chinhu.