Kutsemura
(Redirected from Kubanzura)
Jump to navigation
Jump to search
Shoko rokuti kutsemura (splitting lengthwise) rinoreva kupatsanura chinhu kuchitevedzwa kwakareba kwacho. Kutsemura kwakasiyana nekutyora nokuti kutyora kunogura nenzira yakachinjika.
Muenzaniso[chinja | edit source]
- Kana huni dzichitsemurwa kunenge kuchitevedzwa kwakarebera rukuni rwacho.
- Kugura wakachinjika rukuni ndiko kutema, asi pakutaura mazuvaose zvinhu izvi zvinotaurwa sezvimwe nokuti basa racho rinoitwa pamwe kazhinji.