Kuraira

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuraya)

Kuraira (counsel, command, tell, to direct, correct, instruct, punish) zvinoreva kudzidzisa munhu kuti ave netsika dzakanaka dzinoyemurika pane vanhu. Zvinorevawo zvakare kupa mashoko ekutuma munhu kuti aite basa raunoda kuti aite.

  • Kuraira kunobata pazvinhu zvizhinji zvinoti (to command, tell, correct, to warn, to punish; guide; instruct; direct; give a message).
  • Kuraya (instruct; lay down the rules; give advice, as when someone is getting married).
  • Kupanga (to order, to command, to instruct) apa zvichireva kuraira zvokuita kana zvakafanirwa kuitwa.
  • Yakapangamika kana yakapangama.
  • Kupanga mipango.
  • Chibange

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ambuya vasiya varaira kuti tigopinza huku muzumbu kana zuva rodoka.
  • Maitiro ake anonyadzisa; anoita kunge asina kuraiwa kwaakabva.
  • Mordecai wakamupawo tsamba yomutemo wakanyorwa, .... nokumupanga kuti aende kuna mambo: He also gave him a copy of the text of the edict for their annihilation,... and he told him to instruct her to go into the king’s presence - (Esther 4:8, Bhaibheri reChiNdau).
  • Zvino Esita wakapanga kuti vapingure Mordecai....: Then Esther told them to reply to Mordecai... (Esther 4:15, Bhaibheri reChiNdau).

Zvirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chafa charova dai ndakaziva hairairi. What is dead is gone; to say 'had I known' does not help.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTaita vanoti raya, rayera (to speak with authority, order, give instructions, bid, dictate).
  • VaGiryama vanoti kul-agiza (to commission) kureva kurayira kana kutuma.
  • VaBwisi vanoti kilaghilo (command; law; order of law; regulation; directive; rule) kureva chirayiro.
  • VaGungu neVaGwere vanoti kuragira (order, command) kureva kuraira. VaGungu vanoti kuragirwa (to be ordered or commanded).
  • Barotse vanoti -laela (to order, to command, to bid) kureva kuraira. Herero vanoti kulagiza (to direct).
  • Barotse vanoti mulaeli (n. someone giving orders, commander) vachireva murairi.