Kudzunguruka
Mataridziko
Kudzunguruka (to go around as the hand of a clock; revolve) zvinoreva kutendereka kana kupotereka panzvimbo imwechete.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chamudzungururu kureva mutambo unoitwa savana vachitendereka rume ruwoko rwakabata mutikana bango ravanotenderera.
- Mudzungurukwa wenzira (roundabout).
- Kudzunga
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti kuzungulira (v. circle - to revolve around; to circuit; compass). VaChewa vanoti zungula (to go around).
- Mang'anja vanoti chizungulire kana chizungurire (adv. a going round) kureva kudzunguruka. VaTonga vanoti kuzyuluka (to revolve).
- VaZigula vanoti mzunguluko (1. circle, 2. turning around, 3. spinning around, 4. round).
- VaNyungwe vanoti -zunga (v. turn, turn around) kureva kuvhiririka. VaGiryama vanoti kudzunguluka (to go around) kureva kudzunguruka.
- VaKongo vanoti zunga (surround, besiege) kureva kukomberedza.