Mudzunguruko wenzira

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMudzungurukwa wenzira)

Izwi rokuti mudzunguruko wenzira riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi roundabout kuEnglish panda panosangana nzira dzichipinda mudenderedzwa. Kuti tipfupise tinokwanisa kuti pamudzungurukwa kureva pamudzungurukwa wenzira wakare.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chamudzungururu kureva mutambo unoitwa savana vachitendereka rume ruwoko rwakabata mutikana bango ravanotenderera.
  • Kudzunguruka (to go around as the hand of a clock).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]