Kudzunga
Mataridziko
Kudzunga (muChingezi: to be troubled, going around in circles)
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kudzungaira, (Go wandering, looking for path).
- Kudzunguruka (to go around as the hand of a clock; revolve)
Mitauro ye Chibanthu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti kuzungulira (v. circle - to revolve around; to circuit; compass).
- VaZigula vanoti mzunguluko (1. circle, 2. turning around, 3. spinning around, 4. round).
- VaSwahili vanoti uzingo kana uzungo (roundness, something round; encirclement, 2. (astro.) orbit). Mamwe mazwi: mzinga (solid cylindrical object)
- VaMambwe vanoti zunga (v. to disturb somebody, overburden, overwork).