Svetuka kuchirochemo

Kudumbirwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuDumbi)

Kudumbirwa (Chasten, subdue, sober) rinotaura apo munhu anenge apererwa nokuda kwenhamo kana madzudzo epanyika ochitanga kufunga nokufunganya.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Dumbidza - Rufu runodumbidza vanhu.
  • dumbi (ideophone of Chastening, subduing saddening). Ukatamba namaisva uchaswera wati dumbi: if you play with fire (lit: bad things) you will spend the day in a very subdued frame of mind.
  • Chidhakwa chakafarikana nezuro, asi nhasi a dumbirwa.
  • Herero vanoti tumba (bring down, subdue, reduce - as swelling by fomenting, manage people, train). Mamwe mazwi: tumbisa, tumba (subdue e.g. fire, so it smoulders not flame) kureva kudumbidza.
  • Herero vanoti tumbuka (v. approach) kureva kuswedera. Mamwe mazwi: tumbura (v. cause to draw near; cause to obey; subdue; tame).
  • Zulu vanoti tumba (bring into submission, capture, take captive, conquer).