Madzudzo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti madzudzo (worried state of mind) rinotaura kunge munhu ari kunetseka mupfungwa.

Tsika[chinja | edit source]

Muimbi Manyeruke akaimba takasangana nemadzudzo enyika ino aitinetsa.