Kilongozi sezita
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKilongozi)
Kilongozi izita remhuri rinowanikwa kuDRC neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Nelson Kilongozi; Jeremiah Kilongozi; Elisee Kilongozi; Jean Kilongozi.
- Mazwi ari pedyo: Chilonga sezita; Muronge; Murongo; Chironga; Chirongwe, Muronga; Mulongi sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mazwi emitauro yeBantu anotodzana. Pafungei - zvichida mazwi emitauro yeBantu ari pasi ayo anokwanisa kuturikira chinonzi politics, polity, policy kuEnglish.
- Shambala vanoti kilongola kana mulongozi (guide) kureva mupangidzi. Mamwe mazwi: kulongola (v. to go first).
- Giryama inoti kulongoza (v. lead; be at the head) kureva kutungamira.
- Giryama inoti kilongozi (v. leader; guide) kureva mutungamiri.
- Kidawida vanoti mlongozi kana mdongozi (n. leader) kureva mutungamiri.
- Kidawida vanoti kulongoza kana kudongoza (v. to lead). Fananidzai nokuti politician?