Mulongi sezita
Mataridziko
Mulongi izita rinowanikwa muCongo, Kinshasa neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Marie Mulongi; John Mulongi; Claire Mulongi; Mulongi Edo.
- Mazwi ari pedyo: Chilonga; Muronge; Muronga; Murongo, Kilongozi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu vanoti nlongi (n. teacher, instructor, professor) kureva mudzidzisi.
- Kidawida vanoti mlongozi kana mdongozi (n. leader) kureva mutungamiri.
- Kidawida vanoti kulongoza kana kudongoza (v. to lead). Fananidzai nokuti politician?