Kanjira
Mataridziko
Kanjira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Faith Kanjira; Jones Kanjira; Richard Kanjira; Jaboma Kanjira.
- Mazwi ari pedyo: Kanzira sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.