Kanzira sezita
Mataridziko
Kanzira izita remhuri rinowanikwa muUganda, neRwanda.
- Vanhu vane zita iri: Hillary Kanzira; Francisco Kanzira; Josephine Kanzira; Rogers Kanzira.
- Mazwi ari pedyo: Kanjira.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.