Jingamvura, Zimbabwe
Mataridziko
Jingamvura izita renzvimbo inowanikwa muZimbabwe mudunhu reChiweshe kuMashonaland Central.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- MaZulu vanoti jinga (v. Be continually at, keep near to, stick close to, follow closely; importune, pester; frequent) kureva kuchenga. Jinge (Do continually, habitually).
- MaZulu vanoti umjingandlu (v. 1. Species of brown snake, fond of frequenting huts. 2. Boy who habitually stays at home. Lit. what frequents the house).
- VaKongo vanoti ejinga (n. pool left by the fall of a river; hole in the bed of a river).
- VaKongo vanoti jinga (n. Be permanent, live long, survive, last, remain alive). VaKongo vanoti jingu (n. permanence, vitality, endurance, immortality, eternity).
- VaWanga vanoti oluchinga kana olukuku (coast, shore, banks). VaWanga vanoti lichinga (island) kureva chitsuwa.