Jingamvura, Zimbabwe

From Wikipedia
(Redirected from Jingamvura)
Jump to navigation Jump to search

Jingamvura izita renzvimbo inowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti ejinga (n. pool left by the fall of a river; hole in the bed of a river).
  • Mururimi rweKikongo vanoti jinga (n. Be permanent, live long, survive, last, remain alive).
  • Mururimi rweKikongo vanoti jingu (n. permanence, vitality, endurance, immortality, eternity).
  • Vanotaura Kikongo vanoti -ajingu kana -ajinga (a. permanent).
  • Vatauri veLuwanga vanoti oluchinga kana olukuku (coast, shore, banks).
  • VaChewa vanoti kuchinga (to fence).