Gweta
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuHugweta)
Gweta (lawyer) munhu akadzidza zvemitemo kusvika padanho rekuUniversity, munhu uyu anoita mabasa anotevera:
- Kupa mazano pamusoro pekubatwa kwemabasa zvinoenderana nemitemo.
- Kumuririra vanhu mumatare anotonga mhosva.
- Kubatsira kunyora pasi zvibvumirano zviri maererano nemutemo.
- Kududzira mutemo kune avo vangada kuziva.
Mamwe magweta vanozivikanwa kunyanya munhoroondo yeZimbabwe ndeava: Herbert Chitepo, Tendai Biti, Eric Matinenga, Beatrice Mtetwa, nevamwewo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti igqwetha (lawyer) kureva gweta.
- Shilluk inoti a gweta (it was written by me). Mamwe mazwi gwedo (to carve; to write).
- Uyo Ibibio vanoti wet (v. write) kureva kunyora