Haukozi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Haukozi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Zita iri tiri kuChiManyika.

  • Vanhu vane zita iri: Shelton Haukozi; Shadreck Haukozi; Nunurai Haukozi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chopi vanoti kukodza (v. to serve). Mamwe mazwi: Chikodzo (n. service , that by which service is done). Kodzo (n. service, the service performed).
  • MaZulu vanoti isikhozi (Friendly trade relationship). VaMambwe vanoti -kozyanya (to look after or take care of one another).
  • VaGanda vanoti kola (work) kureva vashandi. Vanoti mkozi (Workman). VaGanda vanoti kozi (active) kureva kushanda-shanda. VaNyoro vanoti omukozi (workman; labourer).
  • VaZigula vanoti kukoza kana kunywesa (to intoxicate). Mamwe mazwi: ukozi (drunkeness).