Gururundu re Zanzibhari

Kubva Wikipedia
Gururundu re Zanzibhari

Gururundu re Zanzibhari (kureva Zanzibar Archipelago; Chiarabhu: أرخبيل زنجبار, Chiswahiri: Funguvisiwa la Zanzibar) kana Gurutsuwa re Zanzibhari (kureva main island of Zanzibar) rinezvitsuwa zvizhinji zverere pagombe reMabvazuva e Afurika kuchamhembe kwe bhahari re Somari. Gururundu iri rinozivikanwa zve sa Chitsuwa che Chipaisi. Pane magurutsuwa mana, zvitsuwa zvitatu zvokutanga zvinehuwandu hwe vanhu, zvitsuwa zvina zverutumbawe zvinoshanda senzvimbo yekuzvara ye shiri dze bhahari, uye nezviperengo zvidoko zvetutsuwa zvinozvipotera uye katsuwa katikitiki karikoga.

Uzhinji hwe gururundu urwu nderwe chisi chevupangamenegama hwe Zanzibhari hwe Tanzania, pamwepo Chitsuwa che Mafia uye tutsuwa twunoenderana nacho chikamu che Chisi che Pwani pagurutsuwa.

Udorongodzwa we zvitsuwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Magurutsuwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvakapotera Chitsuwa che Unguja[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvakapotera Chitsuwa che Pemba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]