Chitsuwa che Pemba

Kubva Wikipedia

Chitsuwa che Pemba (Chiswahiri: Kisiwa cha Pemba kana Pemba kisiwa; Chiarabhu: الجزيرة الخضراء al-Jazīra al-khadrā, kureva "Chitsuwa che Zerere") chitsuwa chechiTanzania chinovumba chikamu che Gururundu re Zanzibhari, chirere mukati meGombe re Swahili muGungwa re India.

Taranyika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Twutsuwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Fundo-tsuwa - yakagadzikwa mitanho ishoma neWete. Ndichochega chitsuwa chinevagari pakati pemapoka etutsuwa twunovumba maodzanyembaemadokero etywamba (rhifi) re Pemba. Tumwe twutsuwa twunosanganisa Njao, Kashani, Kokota, Funzi, uye Uvinje.
    • Njao - ndiko katsuwa kemukatikati pamapoka eFundo. Kanowanzo shandisirwa zvokurima.
    • Kashani - chiri patywamba rimwe nereFundo asi ririkuruchamhembeni-mhembeni rwuri kuutesva uri pedyo ne Ras Mkumbuu.
    • Kokota - chakagadzikwa kuruchamhembeni rwe muvhuriko we mukova we Wete.
    • Funzi - irere kumabvazuva eKokota uye kuchamhembe kwe Uvinje-tsuwa.
    • Uvinje - inowanzo shandisirwa zve hupurazi uye rakagadzikwa kuruchamhembeni-mhembeni hwe mukova we Wete.
  • Yombi - katsuwa kadoko karikumabvazuva ePanza-tsuwa.