Gunda
Mataridziko
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kalanga vanoti gunda zvichireva zizi (owl). Herero inoti oka-kunda (n. dwarf).
- Digo inoti gunda (ram's horn blown as a trumpet to summon people) zvichireva hwamanda.
- Kwere inoti gunda (big field) kureva zimunda. Hadiyya inoti gunda (short; dwarf).
- VaKikuyu vanoti gekundi (herd, multitude, company, congregation) vachireva vanhu vazhinji kana mhuka zhinji.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
