Fungura sezita
Mataridziko
Fungura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Yeukai Fungura; Grace Fungura; Ropafadzo Fungura; Munyaradzi Fungura.
- Mafungautsi izita remakomo ari kuGokwe anovharwa nemhute pamusoro pawo pachiita kunge pane utsi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili neMambwe vanoti funga (1. tie on/up; 2. fasten, bind, secure; close, shut, lock).
- Sangho vanoti fungula (v. open, release, present - e.g. music). Swahili vanoti mfungua (loosening , unfastening, release, liberation, rescue).
- Swahili vanoti fungua (1. untie, unfasten, loosen. 2. open, 3. open, start; 4. free, liberate, release).
- Zigula inoti kufunguka (to loosen; be loose; loosening; unfastened; untied).
- VaZigula, VaMambwe vanoti kufungula (undo, unlock, unfasten, unwrap, to take apart, unbind, to free; to loosen, unwind).
- VaLungu vanoti ukufuunga (to lock) kureva kuloka kana kukiya. VaNyakyusa vanoti fungulo (n. key). Umbundu inoti fungula (n. rage).
- Baila vanoti kufungula (to take an infant from its and adopt it) kureva kupara mwana. Taabwa vanoti fungula (n. eggplant).