Gomo reMapfungautsi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMafungautsi)
Mafungautsi izita remakomo ari kuGokwe. Makomo aya anowanzoonekwa akavharwa nemhute pamusoro pawo, zvichiita kunge akavharwa nehutsi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaSwahili vanoti funga (1. tie on/up; 2. fasten, secure; close, shut, lock).
- VaSwahili vanoti fungua (1. untie, unfasten, loosen. 2. open, 3. open, start, inaugurate; 4. free, liberate, release).
- VaSwahili vanoti mfungua (loosening , unfastening, release, liberation, rescue).
- VaSwahili vanoti fundua (1. untie, loosen) kureva kupfundura.