Dzivarasekwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Dzivarasekwa musha unowanikwa kuchamhembe kweguta reHarare.

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • VaTsonga vanoti sekwa (Duck) kureva dhadha.
  • VaYao vanoti lisekwe (a species of wild duck) kureva mhando yedhadha remusango.
  • Mururimi rweTonga vanoti isekwa (Duck) kureva dhadha.