Angu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuDzangu)

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anodudza kuti ndini mwene wechinhu chabva kutaurwa. Izwi rinodudza kuti ndini mwene rinoshanduka zvichienderana nokuti chabva kurehwa chiri pamupanda wemazita upi.