Dongo sezita
Mataridziko
Dongo izita remhuri rinowanikwa munyika yeZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Simbarashe Dongo; Victor Dongo; Aaron Dongo, Margret Dongo aiva nhnego yeZanu-PF.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Nyanja vanoti dongo (n. white clay used to make pots, smelting furnaces). Mamwe mazwi: udongo (cleanliness).
- Zigula vanoti dongo (n. assembly, crowd, company; host; mass). Yao vanoti masame (deserted village) kureva dongo.
- Kirundu vanoti umusaka (house in ruins). VaTonga vanoti citongo, itongo, litongo kana matongo (deserted village) kureva dongo.
- VaIkizu vanoti ritongo (n. deserted place) kureva dongo. Maore vanoti dongo (n. red clay).
- VaLenje vanoti matongo (site of abandoned village or camp, garden etc) kureva dongo kana musasa wakare.
- VaKabwa vanoti eritongo (n. deserted place) kureva dongo. Sangho vanoti dongo (seduction, attraction).
- Zigula vanoti dongo (n. crowd; multitude). Mamwe mazwi: kudongana (v. to follow one another).