Churama
Mataridziko
Churama mutauro weAfrika unowanikwa kuBurkina Faso.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Churama vanoti ciramba (parrot) kureva paroti. Mamwe mazwi: daramma (ability to see).
- Churama vanoti daali (adj. long.) kureva refu. Fananidzai nokuti kutaramuka.
- Churama vanoti daraa (have the ability to see; see well). Fananidzai nokuti kutarisa.
- Churama vanoti ganaa (v. quarrel) kureva kupopota. Chewa vanoti kukana kureva kuita nharo, kana kuramba.
- Churama vanoti talli (1. action of passing. (2) action of leaving) kureva kudarika. Mamwe mazwi: talli (kicking action).
- Churama vanoti tuuma (insulting action) kureva kutuka. Mamwe mazwi: tuuramma (insulting).
- Churama vanoti wuuri (food, nourishment, sustenance) kureva zvidyo. Mamwe mazwi:
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Churama vanoti caari (n. coal) kureva marasha. Mamwe mazwi: ciima (waiting, expectation; prevent action).
- Churama vanoti candi (n. body) kureva muviri. Mamwe mazwi: ciiri n (shame; disgrace).
- Churama vanoti cawandi (n. word, speech, utterance) kureva mazwi. Mamwe mazwi: dulli (ethnic group, sort).
- Churama vanoti firaa (endlessly, permanent). Mamwe mazwi: yirimma (blind).
- Churama vanoti pirii (v. to coat; to smear; spread; cover with) kureva kuzora. Mamwe mazwi: pirimma (coating action).
- Churama vanoti yiilimma (turning action) kureva kupinduka. Mamwe mazwi: yiilimma (act of finishing).