Kutarangana
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKutaramuka)
Kutarangana (to be spread out, spaced, at a distance from each other) kureva zvnhu zviri kure nekure.
- Kutaranganya (cause spread out).
- Kutaranzanya (disperse).
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Fananidzai mazwi ari pasi ayo nezwi rokuti runhare (telephone).
- VaYao vanoti kutalikanyana (to be distant from each other) kureva kutarangana. VaBemba vanoti butali (length) kureva hurefu. VaKwere vanoti lutali (long) vachireva hurefu.
- VaYao vanoti kutalika (to be distant) vachireva kuti kure. VaYao vanoti chilambo cha kwakutalika (a distant country) vachireva nyika iri kure.
- Nyakyusa vanoti pa-tali (far) kureva kuti kure. Mamwe mazwi pabu-tali (long) kureva kurefu. Ndali (long) kureva refu. Bwile vanoti mutali (adj. long).
- VaMambwe neVaShambala vanoti utali (n. height. length). VaGulu neBemba vanoti kutali (afar) vachireva kure. VaNyungwe vanoti citali (long) vachireva hurefu.