Chivabvu 19
Mataridziko
| |||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||
Chivabvu 19 (kana Chishona chizere: musi wechiguminepfumbamwe muMwedzi waChivabvu) musi wegore wechi zananmakumimatatu-nepfumbamwe (kana musi wechi zananemakumimana pagore remucharikwa) muKarenda ya Gregori; pasara mazuva mazanamairimakumimairi-netanhatu kusvika pakupera kwegore.