Chizvarirwo
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChiponerwo)
Izwi rokuti chizvarirwo riri kushandiswa pano kuedza kuturikira chinonzi nature kuEnglish.
Izwi rokuti nature rinodudzirwa kuEnglish richinzi - the material world, especially as surrounding humankind and existing independently of human activities.
- Matumbwa (tribe, clan, family name) zvichireva rudzi, dzinza kana mhuri.
- Chibarinye (Nature of thing of person) zvichireva chizvarirwo.
- Dumburira (nature as in the place and location).?? Uku kuyedza kuvaka mazwi. Fananidzai nekuchera michero mujerera.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Irikidzayi munhu ane mwoyo werudo, icho chizvarirwo chake. Irikidzayi is by nature a loving person.
- Chizvarirwo chadzo mhumhi kuti dzinovhima dziri danga. It's the nature of wild dogs to hunt in a pack.
- Baba vaRopafadzo vaiva chizvarwa chekuZambia. Ropafadzo's father was a native of Zambia.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaWanga vanoti imero (n. nature; life; make-up; habits; customs; what s.o. is like - character & appearance). VaVenda vanoti Saintsi dza mupo (Natural Sciences).
- MaZulu vanoti imvelo (n. 1. Nature, natural state. 2. Habit, natural custom). Mamwe mazwi: ngokwemvelo (naturally).
- MaZulu vanoti imilo (n. nature). Mamwe mazwi: isimilo (Nature; characteristic). Mila (Germinate, sprout).
- MaZulu vanoti Yisimilo sesikhova ukulala emini (It is the nature of the owl to sleep in the daytime).
- VaMambwe vanoti vanoti kakwatilo (an innate quality - good or bad). Apa -kwata (to give birth to, to bring forth) zvinoreva kuzvara.