Mudondo
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuDumburira)
Dondo (ku Chingezi: nature) kana mudondo mashoko anoshandiswa kureva zvisikwa nenzvimbo yazvinorarama nechimiro chayo nzvimbo sekasikirwo kayakaitwa naMwari. Uku kuyedza kuvaka mazwi, Shona inotaurwa mazuvaose haishandise izwi iri saizvozvi.
Kupiwa kweZita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]KuChingezi, izwi rokuti nature rinoreva the world as it exists without the influence of human beings or civilization kana kuti the elements of the natural world, as mountains, trees, animals, or rivers.
- Dondo (bush country, forest, uninhabited land, bush of large trees) kureva sango kana nzvimbo isina anogarako.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- In Nature - ichaturikiwa ichinzi mudondo.
- In nature wild dogs hunt in packs: Kana dziri mudondo mhumhi dzinovhima dziri danga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGwere butonde ( nature, natural physical world including plants, animals) vachireva nyikasikwa.
- VaSango vanoti tonda (begin, start). VaGanda tonda (to create) vachireva kusika. Yeukai Katonda zvinoreva Mwari anosika.
- VaGwere buzaaliranwa (nativeness) vachireva huzvarwapo. VaGwere ky'obutonde (natural; as produced by nature) vachireva chisikirwo.
- VaTsonga vanoti ntumbuluko (nature). Mamwe mazwi: swantumbuluko (natural).
- Herero vanoti otyi-vara (n. nature, quality, sort).