Bande reMuchero
(Redirected from Jerera)
Jump to navigation
Jump to search
Shoko rokuti Bande reMuchero rinoreva nzvimbo inowanikwa muchero kana mhuka pamwaka wacho wadzinowanikwapo. Vamwe vatauri vanoti chirambo kana jerera.
- Nhanga (1. Forest with desired species; 2. Place usually frequented by individual or group for food gathering or hunting) apa kureva nzvimbo inozivikanwa kuti ine zvinowanikwa zvakadai semichero, hohwa kana mhuka.
- Chirambo kana bande (place where particular plants or animals are usually found in season).
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Jerero rezheve harizi paruware.
- Mhiri kworwizi hakuna cherero. Over the river there is no pasture.
- Fananidzai nekuchera michero mujerera.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaDigo vanoti uphande kana phande (side, direction, piece, portion, direction, a certain part, region, district, part of a town or country).