Chin'ono

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chin'ono kana Chingono mazita remhuri anowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Biltim Chingono; Christopher Chingono; Tatenda Chingono; Tsitsi Chingono.
  • Mun'ono muti unonzi mutamba nerimwe zita. IsiNdebele vanoti Umngono.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWanga vanoti okhung'ona (v.tr. decorate; adorn; beautify), kushongedza. VaBukusu vanoti khuung’oona (set right, mend, repair, maintain, keep in good condition, improve, decorate, adorn, beautify, arrange).
  • VaBukusu vanoti khuung’oona (v. make, tidy, make neat, put in order, clean with cloth, organize, prepare (e.g., food), make an appointment). Mamwe mazwi: khuung’oonekha khuung’oonela.
  • MaZulu vanoti ingono kana izingono (Nipple of the breast (male or female) vachireva munyatso.
  • MaZulu vanoti ingono kana izingono (Stem attaching fruit to the plant) vachireva nhavani inobatanidza muchero kumuti.