Chimurenga Chechipiri

Kubva Wikipedia

Chimurenga Chechipiri ihondo yakarwiwa kuti vatema vemuZimbabwe vawane kuzvitonga.

Vatungamiri veChimurenga Chechipiri vanosanganisira ava: Herbert Chitepo; Robert Mugabe; Joshua Nkomo; Tichafa Parirenyatwa; Leopold Takawira; Jason Ziyaphapha Moyo; Josiah Tongogara; Ndabaningi Sithole; Solomon Mujuru; Emmerson Mnangagwa; Josiah Chinamano; Ruth Chinamano; James Chikerema; Victoria Chitepo; Morton Malianga; Edgar Tekere; Maurice Nyagumbo; Rekayi Tangwena; Daniel Madzimbamuto zvichingodaro. Pane mazita mazhinji asara uye acho aripo haana kurongwa nehukuru kana kukosha kwevanhu vacho.

Mapato anotaurwa pakurwiwa kwehondo iyi anosanganisira: Zanu-PF; Zapu, PF-Zapu; NDP; UANC zvichingodaro.