Jason Ziyaphapha Moyo

Kubva Wikipedia

Jason Ziyaphapha Moyo igamba rehondo yeChimurenga yakarwiwa nechinangwa chekusunungura nyika yeZimbabwe kubva kuutongi hweudzvanyiriri hwevarungu vakabva kuBritain.

Jason Moyo mumwe akafa mushure mokunge avhura pasuru yaiva nebhomba rakabva raputika rikamukuvadza.